Accessibility links

Breaking News

Vamwe Vanotengesa muMigwagwa Vanoti Havasati Vave neChivimbo neMari Itsva yeZiG Yatanga Kushandiswa muNyika.

Vamwe Vanotengesa muMigwagwa Vanoti Havasati Vave neChivimbo neMari Itsva yeZiG Yatanga Kushandiswa muNyika.
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:28 0:00

Mumwe wevanoshandira mumigwagwa, VaJohn Gumini, vanoti havana chivimbo chekuti mari ye ZiG ichabatsira kuvandudza hupfumi hwenyika. Vanoti vachitarisa zvakamboitika munguva yapfura vanotyira kuti veruzhinji vacharasikirwa nemari dzavo zvakare.

XS
SM
MD
LG