Accessibility links

Breaking News

Muzinda weBuckingham Palace Hausi Kutaura Kuti Mambo Charles Vabatwa neGomarara Rei


Mambo Charles III, Prince William, Prince George, Queen Camilla
Mambo Charles III, Prince William, Prince George, Queen Camilla

Muzinda waMambo kuBritain weBuckingham Palace wazivisa kuti Mambo Charles vawanikwa vaine chirwere chegomarara pavange vari muchipatara vachirapwa.

Mambo Charles vane makore makumi manomwe nemashanu (75) uye vange vapedza mazuva matatu vari muchipatara.

Muzinda uyu hauna kutaura kuti igomarara rei asi vamwe vanoziva zviri kutika vanoti haisi yepasikarudzi. Mambo Charles vakagadzwa humambo gore rapera mushure mekufa kwaAmai vavo Mambokadzi Elizabeth vechipiri.

Deaths
Deaths

Mambokadzi Elizabeth vakafa vave nemakore makumi mapfumbamwe nematanhatu muna 2022. Vainge vatonga kwemakore makumi manomwe

Forum

XS
SM
MD
LG